DOWNLOAD NDINZWEI MAMBO BY MAMBO DHUTERERE - MP3, MP4 & LYRICS

Title Ndinzwei Mambo
Artists Mambo Dhuterere
Genres Gospel
Country Zimbabwe

Ndinzwei Mambo Lyrics

Ndinokunamatai bba, Jaire samasimba
Ndinokukumbirai baba Emanuwere ane Ngooni
Ngoni dzenyu baba, dziputsirwe mandiri
Ndoni dzenyu baba dziputsirwe mandiri

Ndaatyora huso ndadana jerusariima
Zarurai mazambara andindinzwe mchinda werugare
Ndiye Mwari anoyera, agere panoyera
Baaba vanobwinya chigaro chonobwinya

Zodzai Ngoni babadizwei pakuteura
Ndikarota humambo, panyama hazvizadziswe
Asi Ndikarota rufu, donzwa mkoma aparara

Ndikarota ndarama, ndinomuka ndiine mhoko
Asi pandarota rufu izvozvi kune mariro
Kudyirwa munda nembwa, sendakarima zondo
Dimoni kugara pamwena kuponda dzichiri hope

Ndozosara ndoshanda, panyama
Ndodikitira kuhope vatopedza
Neni chakanaka ratakura

Hongu ndovaka rudo, kuhope ndovaka rudo
Ndabvunza muporofira, ati imweya yakaipa
Ndinomborota ndichidonha
Mambo ndichiwira mgomba

Ndava pedyo kunotunga ivhu, vhundu ndopepuka
Ndaneta nekungo dzingirirwa kuhope 
Ndichingo mhanya, ndabvunza mporofita 
Ati imweya yakaipa...

Ndiizadzei Mambo, neMweya, mweya
Ne mweya mweya unoera
Hatirwe neemapfupa nenyama inoora
Hondo ndeye Mweya, Mweya chiburuka

Kurwa handi kweedu, kurwa ndekwa Mwaari
Kurwa ndekwa baba Mweya chipindira
Mumweya mune hondo, yemachinda e pezhiya
Ne Mweya yemunyanza nyangwe yemubwiro

Ndiizadzei Mambo, ne mweya
Mweya ne mweya mweya unoera hahaha 
Simba ndimi munaro simba ndimi ahihi 
Simba ndimi munaro

Hehehe Ngoni ndimi munadzo ngoni 
Ndimi ahihi Ngoni ndimi munadzo
Hihihi Simba ndimi munaro simba ndimi
Ahihi Simba ndimi munaro simba

Vazhinji hatina moyo, moyo yekwana 
Jobho hatina moyo inotsungirira
Munhamo nemumadzudzo

Handidi zvekunyenyeredza
Handina simba nhamo ikanditsika
Konzi moyo unorunduka

Ikodzero dzangu tenzi, kudya ndichitosiya
Rugare rwukandi nyenyeredza moyo unorunduka
Saka nhamo musairega ichisvika pedyo neni
Hosha mudzirega dzichisvika pedyo neni
Ne rufu musarwurega rwuchisvika pedyo neni