DOWNLOAD ZVIRIKO BY ROKI - MP3, MP4 & LYRICS

Title Zviriko
Artists Roki
Genres RnB
Country Zimbabwe

Zviriko Lyrics

Hausikuda
No more fight feelings
No more denial
Loving you is really the only thing in this life that has meaning
Chisina chipomerwa
So let them judge, it’s not gonna change how I feel about you

Kana zviriwrong
Zvatinonzwa mumoyo
Pakati pedu paita rudo
Dont wanna be right
Aiwa Zviriko zvatinonzwa mumoyo
Pakati pedu paita rudo
Though we gotta keep it silent

Aiwa Zviriko
I'm not sorry for loving you the way I do
Zviriko
I'm not sorry for loving you the way I do
Zviriko

Ndangandisingazivi
Waiva munhu ane munhu wake
Asi basa hazvichina
It’s not gonna change me and you
And our feelings girl, I love your desire
I go slow around your curves and edges like jigsaw tiles

Zviriwong here
Zvatinonzwa mumoyo
Pakati pedu paita rudo
Why we gotta keep it silent girl