DOWNLOAD HAZVICHAITI BY SANII MAKHALIMA - MP3, MP4 & LYRICS

Hazvichaiti Lyrics

Variko vanobvunzawo zvakawanda yeah
Vanobzunza kuti bae wako ari sei Sanii yeah
Vachinyepedzera kuzungaira
Ivo vachiziva kuti zvakafamba sei

Akabaya, akaenda, achasuwa zvandaita
Akadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvake
Wakabaya, wakaenda, achasuwa zvandaita
Pauchadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvako

Kudanana newe Hazvichaiti
Kurambana newe ndopandiri
Kupera (kwe) rudo baby haa ndofa inini, (asi)
Bvuma bvuma baby Hazvichaiti

Handisati ndamboona
Mulife mangu handisati ndamboona imi zvakadai
Waiva kuseri kwekuseri
Kuseri kwekuseri
Ndokuda baby, asi wakaenda

Wakabaya, wakaenda, achasuwa zvandaita
pauchadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvako
Wakabaya, wakaenda, achasuwa zvandaita
Pauchadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvako

Kudanana newe Hazvichaiti
Kurambana newe ndopandiri
Kupera (kwe) rudo baby haa ndofa inini
Bvuma bvuma baby Hazvichaiti

Love love yedu yedu haichaiti
Hazvichaiti, chero ini ndichikuda
Hazvichaiti

Love love yedu yedu haichaiti
Hazvichaiti, chero ini ndichikuda
Hazvichaiti

Love love yedu yedu haichaiti
Hazvichaiti, chero ini ndichikuda
Hazvichaiti

Kudanana newe Hazvichaiti
Kurambana newe ndopandiri
Kupera (kwe) rudo baby haa ndofa inini
Bvuma bvuma baby Hazvichaiti
Hazvichaiti
Hazvichaiti