DOWNLOAD NDISINA IWE BY TEEMAK - MP3, MP4 & LYRICS

Title Ndisina Iwe
Artists Teemak
Genres Afrobeats
Country Zimbabwe

Ndisina Iwe Lyrics

[HOOK]
Kana ndisina iwe moyo unorasika
If I ever tell a lie Mwari vandipanishe
When you said that you love me too
Ndakanzwa moyo wangu uchiti ga ga ga

[VERSE 1]
Tamba uchidaro
Uchindiratidza zvekumaungwe
Ndogaro kufunga uchindimonera sadza rezviyo
Handinga kusiye unondifefetedzawo nerudo
Ishe Mwari Baba ndinotekutendai
Ndakagoneiko kuti mundipe Chipo?
She loves me so ooh
Whenever Im low ooh
I’ll never let you go
I just can’t let you go

[HOOK]
Kana ndisina iwe moyo unorasika
If I ever tell a lie Mwari vandipanishe
When you said that you love me too
Ndakanzwa moyo wangu uchiti ga ga ga

[VERSE 2]
Unobvepiko
Iwe unobvepiko ?
Wakasikwa seiko
Wakasikwa seiko
Chiuya ndikupfimbike
Rudo rwedo ritutume
Handimbokusendeke
Ndiwe unotondinakidza
Ramba uchipombonoka
Ita se unononga

[HOOK]
Kana ndisina iwe moyo unorasika
If I ever tell a lie Mwari vandipanishe
When you said that you love me too
Ndakanzwa moyo wangu uchiti ga ga ga

[BRIDGE]
Tsvarakadenga
Iwe uri tsvarakadenga
I don’t wanna let you go
Ramba uchipombonoka
Ita se unononga