DOWNLOAD MADHUNAMTUNA BY TI GONZI - MP3, MP4 & LYRICS

Title Madhunamtuna
Artists Ti Gonzi
Genres Hip Hop Rap
Country Zimbabwe

Madhunamtuna Lyrics

Zvotoita kuno Zvotoita kuno Zvotoita kuno
(Zvobaya kunge pfumoo)
Zvotoita kuno (aah)
Zvotoita kuno (aah)
Zvotoita kuno (aah
Aya ndiwo magumoo)
Zvotoita kuno (iyaho)
Zvotoita kuno (iyaho)
Zvotoita kuno (iyaho
Kasi magumo?)
Zvotoita kuno (iyaho)
Zvotoita kuno (iyaho)
Zvotoita kuno (iyaho
Slang ndoya tsumo)
Zvotoita kuno (iyaho)
Zvotoita kuno (iyaho)
Zvotoita kuno isu (iyaho
Unokkanda mapfumo)

Herere herere paputika madhunamtuna
Vanhu vose vozviita ana muzvinafundo
Herere herere paputika madhunamtuna
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo

We part all night, sleep all day
Izvo zvirwere zvatadzwa nema doctor sly kana dre
Ma babe achitengesa kwai tiri ok
Chero kusina bhora zuva haripere ndisina kuona mugay
I can’t believe this
Chingwa chiripo but hapachisina peace
Vamwe vatova ma earthiest
Kuzviita varidzi ve earth zvondi shocker Chris
Maskero tinawo but takuenderera, hatisisina kana chindu chinoyera
Hutaurirwa hunyimwa huyai muzvionera, varoyi ijahwi mapere haapere
Makatisika newenyu mufananidzo, mwari asi vakunamata mufananidzo
Mwari aya ndo madhunamtuna makunakuna but hakuna hakuna mambo

Herere herere paputika madhunamtuna
Vanhu vose vozviita ana muzvinafundo
Herere herere paputika madhunamtuna
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo

Isiri hondo ma troops, achiitwa let loose
Hazvisisiri new izvi tozviona panews
Whole world kupfeka mask nekuda kwe corona
But look we I thought
Hakuna zvimwe zvirwere zvichazongonyuka byunzai kwa munyukwi (bvunzai)
Takungo udzwa nezvema rights marights ma real gee
Muporofita uko, n’aanga uko vachiudzana kuti kandikutyi
Vapfumi vachiita mari vashandirwa nevarombo
Hatichakandirana mari takukandirana matombo
Nehanda nyakasikana, zambezi to Limpopo
Vakukohwa vega munda wamakasiya uri gombo
Ndikakuudzai zvavakandiita munochema
Ndiri kumisidzana nevanhu vanorema
Ndikakuudzai zvese bdzoita hwa maskiri
Hwekuzonzi ifodya dyipi dzauri kubhema
Zvakuda imi mwari pamuri ndiri dependent
Satan ndicha murevha pandichaita reverend

Herere herere paputika madhunamtuna
Vanhu vose vozviita ana muzvinafundo
Herere herere paputika madhunamtuna
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo

Zvotoita kuno, ingori herere herere  herere herere
Zvotoita kuno, angora mangengere ngengere ngengere
Zvotoita kuno, ingori herere herere  herere herere
Zvotoita kuno, angora mangengere ngengere ngengere

Herere herere paputika madhunamtuna
Vanhu vose vozviita ana muzvinafundo
Herere herere paputika madhunamtuna
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo
Herere herere paputika madhunamtuna
Vanhu vose vozviita ana muzvinafundo
Herere herere paputika madhunamtuna
Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo
Herere herere paputika madhunamtuna
Herere herere paputika madhunamtuna
Herere herere paputika madhunamtuna