DOWNLOAD DZIMWE NGUVA BY TOCKY VIBES - MP3, MP4 & LYRICS

Title Dzimwe Nguva
Artists Tocky Vibes
Genres Afrobeats
Country Zimbabwe

Dzimwe Nguva Lyrics

Dzimwe nguva ndombonzwa kuda keneta
Ndaneta usaneta zvinhu zvacho ka zvinorema

Ndoda kuvapisa mushini
Ndoda kuvaona vachitamba inini
Ndandi go, round go
Makaipa kureva inini
Zvandoda, zvandoshuwira hazvisati zvaita
Zvandoda ndichashingirira kushvika zvaita

Mwari wangu makanaka ndichitarisa kwandabva
Kwandabva zvandipa kuona kwandinoenda
Handina zororo
Handina zororo
Ndichazorora ndasvika ikoko