DOWNLOAD MUNYIKA YA MAMBOKADZI BY ZIZOE PAMYK - MP3, MP4 & LYRICS

Title Munyika Ya Mambokadzi
Artists Zizoe Pamyk
Genres Afropop
Country Zimbabwe

Munyika Ya Mambokadzi Lyrics

Mwari vanopa
Ukachema vanonzwa
Kunyangwe zuva rekufa
Parichauya ndenge ndaka gadzirira
Munyika ya mambokadzi
Tinohutsenga machinda tichitenga
Saka pakushanda tichinge tinopenda
Tiri kurarira, umambo hwekudenga
Munyika ya mambokadzi
Tiriku morawo huchi hune mongo
Kumusha takatiza hurombo
Zvino tochena semukaka muchirongo

Wazvinzwa
Kupatika kureva wagwinhwa
Zvinhu zvachinja
Mwaka uno zvine ka jinga
Tarira zuvawo rabuda
Mweya wemufaro wabya washuta
Tochinono hubhija
Namadzisahwira kusvika tapfidza
Munyika ya mambokadzi
Tinohutsenga machinda tichitenga
Saka pakushanda tichinge tinopenda
Tiri kurarira, umambo hwekudenga
Munyika ya mambokadzi
Tiriku morawo huchi hune mongo
Kumusha takatiza hurombo
Zvino tochena semukaka muchirongo

Eeh
Batisisawo zuva irori
Haidzokewo nguva iyoyi
Tombo gadzira mamemory
Tiwane chekuvhurira gallery
Saka, rongai tiyende
Tora wako wakafanira mukwende
Bhero richinge rati ngende
Ndichachena senda barirwa murenjee eh
Munyika ya mambokadzi
Tinohutsenga machinda tichitenga
Saka pakushanda tichinge tinopenda
Tiri kurarira, umambo hwekudenga
Munyika ya mambokadzi
Tiriku morawo huchi hune mongo
Kumusha takatiza hurombo
Zvino tochena semukaka muchirongo

Inzwa kudawo sei uchiramba
Mwandi denha ndimi mwandiyamba
Ndiri kunzwawo ropa kumhanya
Aka kanoda ndine vehukama
Kudya kudya
Tinorova yes zvakwidza
Pfuma pfuma
Ko handi ndizvo zvatino shandira
Munyika ya mambokadzi
Tinohutsenga machinda tichitenga
Saka pakushanda tichinge tinopenda
Tiri kurarira, umambo hwekudenga
Munyika ya mambokadzi
Tiriku morawo huchi hune mongo
Kumusha takatiza hurombo
Zvino tochena semukaka muchirongo